1 Samueri 17:28 BDMCS

28 Eriabhi, mukoma mukuru waDhavhidhi, akati achimunzwa achitaura navarume vaya, a4 mamita angaita 3 b5 makirogiramu angaita 57 c7 makirogiramu angaita 7 d17 marita angaita 22 akamutsamwira zvikuru, akamubvunza akati, “Seiko iwe waburuka ukauya kuno? Ko, makwai mashoma aya waasiya naani kurenje? Ndinoziva manyawi ako nokuipa kwomwoyo wako; waburuka kuno kuti uzoona hondo chete.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:28 akapoteredza