1 Samueri 17:33 BDMCS

33 Sauro akamupindura akati, “Haungagoni kuenda kundorwa nomuFiristia uyu; iwe uchingori mukomana zvako, uye iye akagara ari munhu wokurwa kubva paujaya hwake.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:33 akapoteredza