1 Samueri 17:39 BDMCS

39 Dhavhidhi akasungira munondo wake pamusoro penguo akaedza kufamba-famba nadzo akakonewa, nokuti akanga asina kudzizivira. Akati kuna Sauro, “Handingaendi ndakapfeka idzi, nokuti handina kudzijaira.” Saka akadzibvisa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:39 akapoteredza