1 Samueri 17:43 BDMCS

43 Akati kuna Dhavhidhi, “Ndiri imbwa kanhi, zvaunouya kwandiri netsvimbo?” Uye navamwari vake, muFiristia akatuka Dhavhidhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:43 akapoteredza