1 Samueri 17:47 BDMCS

47 Vose vakaungana pano vachaziva kuti Jehovha haaponesi nomunondo kana nepfumo; nokuti kurwa ndokwaJehovha, uye achaisa imi mose mumaoko edu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:47 akapoteredza