1 Samueri 17:52 BDMCS

52 Ipapo varume veIsraeri neveJudha vakafamba vachienda mberi vachidanidzira uye vakatevera vaFiristia kusvikira pasuo reGati nokumasuo eEkironi. Vakafa vavo vakati kata kata mumugwagwa weShaaraimi waienda kuGati nokuEkironi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:52 akapoteredza