1 Samueri 17:55 BDMCS

55 Sauro akati atarisa Dhavhidhi achindosangana nomuFiristia, akati kuna Abhineri, mukuru wehondo, “Abhineri, jaya iri mwanakomana waaniko?”Abhineri akati, “Zvirokwazvo noupenyu hwenyu, mambo, ini handizivi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:55 akapoteredza