1 Samueri 18:30 BDMCS

30 Vakuru vehondo yavaFiristia vakaramba vachienda kundorwa, uye nguva dzose dzavaienda, Dhavhidhi aibudirira kupfuura varanda vose vaSauro, uye zita rake rakazonyanya kuzivikanwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 18

Maonero 1 Samueri 18:30 akapoteredza