1 Samueri 19:11 BDMCS

11 Sauro akatuma vanhu kumba kwaDhavhidhi kuti vairinde uye kuti vamuuraye mangwanani. Asi Mikari, mukadzi waDhavhidhi, akamuudza kuti, “Kana ukasatiza noupenyu hwako manheru ano, mangwana uchaurayiwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 19

Maonero 1 Samueri 19:11 akapoteredza