1 Samueri 19:2 BDMCS

2 akamuudza akati, “Baba vangu Sauro vari kutsvaka mukana wokukuuraya. Ungware, mangwana mangwanani; uende undovanda uye ugare ikoko.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 19

Maonero 1 Samueri 19:2 akapoteredza