1 Samueri 19:20 BDMCS

20 Saka akatuma vanhu kundomubata. Asi vakati vaona boka ravaprofita vachiprofita, naSamueri amire ipapo somutungamiri wavo, Mweya waMwari wakauya pamusoro pavanhu vaSauro uye naivowo vakaprofita.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 19

Maonero 1 Samueri 19:20 akapoteredza