1 Samueri 19:23 BDMCS

23 Saka Sauro akaenda kuNayoti paRama. Asi Mweya waMwari wakauya kunyange pamusoro pake, akafamba achiprofita kusvikira kuNayoti.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 19

Maonero 1 Samueri 19:23 akapoteredza