1 Samueri 2:34 BDMCS

34 “ ‘Uye zvichaitika kuvanakomana vako vaviri, Hofini naFinehasi zvichava chiratidzo kwauri, vachafa vose zuva rimwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:34 akapoteredza