1 Samueri 20:2 BDMCS

2 Jonatani akati, “Kwete! Haungatongofi! Tarira, baba vangu havamboiti chimwe chinhu, chikuru kana chiduku, vasingandizivisi. Vangazondivanzira izvi seiko? Hazvisi izvo!”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:2 akapoteredza