1 Samueri 20:22 BDMCS

22 Asi kana ndikati kumukomana, ‘Tarira, miseve iri mberi kwako,’ ipapo unofanira kuenda hako, nokuti Jehovha akuendesa kure.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:22 akapoteredza