1 Samueri 20:24 BDMCS

24 Saka Dhavhidhi akavanda mumunda, uye mutambo woKugara kwoMwedzi wakati wasvika, mambo akagara pasi kuti adye.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:24 akapoteredza