1 Samueri 20:34 BDMCS

34 Jonatani akakwakuka patafura nokutsamwa kukuru; pazuva rechipiri iroro romwedzi haana kudya, nokuti akanga akatsamwira baba vake nokuda kwamabatiro anonyadza avakanga vaita Dhavhidhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:34 akapoteredza