1 Samueri 20:36 BDMCS

36 akati kumukomana, “Mhanya undotsvaka miseve yandinopfura.” Mukomana achiri kumhanya, iye akapotsera museve mberi kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:36 akapoteredza