1 Samueri 20:5 BDMCS

5 Saka Dhavhidhi akati, “Tarira, mangwana mutambo woKugara kwoMwedzi, uye ndinofanira kudya namambo; asi rega ndiende ndinovanda mumunda kusvikira madekwana okuswera mangwana.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:5 akapoteredza