1 Samueri 21:5 BDMCS

5 Dhavhidhi akati, “Zvirokwazvo vakadzi vanga vakaparadzaniswa nesu, sapanguva dzose kana ndofamba rwendo. Midziyo yavo mitsvene kunyange dai rwanga rwuri rwendo rusati rwuri rutsvene. Ko, kutoti hazvo iye nhasi!”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 21

Maonero 1 Samueri 21:5 akapoteredza