1 Samueri 22:11 BDMCS

11 Ipapo mambo akatuma nhume kumuprista Ahimereki mwanakomana waAhitubhi uye nokumhuri yose yababa vake, avo vakanga vari vaprista paNobhi, vose vakauya kuna mambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 22

Maonero 1 Samueri 22:11 akapoteredza