1 Samueri 22:14 BDMCS

14 Ahimereki akapindura mambo akati, “Ndianiko pakati pavaranda venyu vose akatendeka saDhavhidhi, mukuwasha wamambo, mukuru wavarindi venyu uye anokudzwa kwazvo mumba menyu?

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 22

Maonero 1 Samueri 22:14 akapoteredza