1 Samueri 22:18 BDMCS

18 Ipapo mambo akarayira Dhoegi akati, “Iwe, tendeuka uuraye vaprista.” Saka Dhoegi muEdhomu akatendeuka akavauraya. Pazuva iroro akauraya varume makumi masere navashanu vakanga vakapfeka efodhi yomucheka.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 22

Maonero 1 Samueri 22:18 akapoteredza