6 Zvino Sauro akanzwa kuti Dhavhidhi navanhu vake vakanga vawanikwa. Uye Sauro, akabata pfumo muruoko rwake, akanga akagara pasi pomuti womutamarisiki pachikomo cheGibhea, uye vabati vake vose vakamira vakamupoteredza.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 22
Maonero 1 Samueri 22:6 akapoteredza