1 Samueri 22:8 BDMCS

8 Ndizvo here zvaita kuti imi mose murangane kundimukira? Hakuna anondiudza nguva inoita mwanakomana wangu sungano nomwanakomana waJese. Hakuna kana mumwe wenyu ane hanya neni kana anondizivisa kuti mwanakomana wangu akarunzira muranda wangu kuti andivandire, sezvaanoita nhasi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 22

Maonero 1 Samueri 22:8 akapoteredza