17 Iye akati kwaari, “Usatya. Baba vangu Sauro havasi kuzokubata. Iwe uchava mambo weIsraeri, uye ini ndichava wechipiri kwauri. Kunyange baba vangu Sauro vanozviziva izvi.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 23
Maonero 1 Samueri 23:17 akapoteredza