1 Samueri 23:28 BDMCS

28 Ipapo Sauro akarega kudzinganisa Dhavhidhi akaenda kundosangana navaFiristia. Ndokusaka vakatumidza nzvimbo iyi kuti Sera Hamarekoti.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 23

Maonero 1 Samueri 23:28 akapoteredza