1 Samueri 25:21 BDMCS

21 Dhavhidhi akanga achangobva kuti, “Zvirokwazvo ndakatamburirei kuchengetedza zvinhu zvose zvomunhu uyu murenje zvokuti hapana chinhu chake chakarasika. Andiripira nezvakaipa pachinzvimbo chezvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:21 akapoteredza