23 Abhigairi akati achiona Dhavhidhi, akakurumidza kuburuka pambongoro yake akakotama nechiso chake pamberi paDhavhidhi.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25
Maonero 1 Samueri 25:23 akapoteredza