1 Samueri 25:31 BDMCS

31 tenzi wangu haangazovi nomutoro unorema pahana yake wokuteura ropa risina mhosva kana wokuzvitsivira pachake. Uye kana Jehovha akakundisa tenzi wangu, murangarire henyu murandakadzi wenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:31 akapoteredza