1 Samueri 25:40 BDMCS

40 Varanda vake vakaenda kuKarimeri vakati kuna Abhigairi, “Dhavhidhi atituma kwamuri kuti tikutorei kuti muve mukadzi wake.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:40 akapoteredza