1 Samueri 26:23 BDMCS

23 Jehovha anoripira munhu mumwe nomumwe nokuda kwokururama kwake uye nokutendeka kwake. Jehovha akuisai mumaoko angu nhasi, asi handina kuda kutambanudzira ruoko rwangu pamuzodziwa waJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 26

Maonero 1 Samueri 26:23 akapoteredza