1 Samueri 27:11 BDMCS

11 Haana kusiya murume kana mukadzi ari mupenyu kuti auye navo kuGati, nokuti akafunga mumwoyo make kuti, “Vangazotirevera vachiti, ‘Izvi ndizvo zvaitwa naDhavhidhi.’ ” Uye aya ndiwo akanga ari maitiro ake pakugara kwake kwose munyika yavaFiristia.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 27

Maonero 1 Samueri 27:11 akapoteredza