1 Samueri 28:2 BDMCS

2 Dhavhidhi akati, “Ipapo muchazvionera pachenyu zvinogona kuitwa nomuranda wenyu.” Akishi akapindura akati, “Zvakanaka chaizvo, ndichakuita muchengeti wangu kwoupenyu hwose.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 28

Maonero 1 Samueri 28:2 akapoteredza