1 Samueri 28:21 BDMCS

21 Mukadzi paakaenda pana Sauro akaona kuti akanga avhundutswa kwazvo, akati kwaari, “Tarirai, murandakadzi wenyu akakuteererai. Ndakaisa upenyu hwangu mumaoko angu ndikaita zvamakandiudza kuti ndiite.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 28

Maonero 1 Samueri 28:21 akapoteredza