1 Samueri 28:23 BDMCS

23 Iye akaramba akati, “Handidi kudya.” Asi vanhu vake vakabatsirana nomukadzi pakumugombedzera, uye akavanzwa. Akasimuka akagara panhoo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 28

Maonero 1 Samueri 28:23 akapoteredza