1 Samueri 28:7 BDMCS

7 Ipapo Sauro akati kuvaranda vake, “Nditsvakirei mukadzi anosvikirwa, kuti ndiende kundobvunza kwaari.” Ivo vakati, “Kuno mumwe ari paEndori.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 28

Maonero 1 Samueri 28:7 akapoteredza