6 Jehovha akadana zvakare achiti, “Samueri!” Uye Samueri akasimuka akaenda kuna Eri akati, “Ndiri pano, nokuti mandidana.” Eri akati, “Mwanakomana wangu, handina kukudana; dzokera unorara.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 3
Maonero 1 Samueri 3:6 akapoteredza