1 Samueri 3:8 BDMCS

8 Jehovha akadana Samueri kechitatu, uye Samueri akasimuka akaenda kuna Eri akati, “Ndiri pano, nokuti mandidana.” Ipapo Eri akaona kuti Jehovha akanga achidana mukomana uyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 3

Maonero 1 Samueri 3:8 akapoteredza