1 Samueri 31:13 BDMCS

13 Ipapo vakatora mapfupa avo vakaaviga pasi pomuti womutamariki paJabheshi, uye vakatsanya kwamazuva manomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 31

Maonero 1 Samueri 31:13 akapoteredza