1 Samueri 31:4 BDMCS

4 Sauro akati kune aibata nhumbi dzake dzokurwa nadzo, “Vhomora munondo wako undibaye nawo, kuti ava vasina kudzingiswa varege kuuya vakandibaya uye vakandidadira.” Asi mubati wenhumbi dzake akatya akasazviita; saka Sauro akatora munondo wake akazviwisira pauri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 31

Maonero 1 Samueri 31:4 akapoteredza