1 Samueri 31:7 BDMCS

7 VaIsraeri vaiva mumupata navose vaiva mhiri kweJorodhani vakati vaona kuti hondo yavaIsraeri yakanga yatiza, uye kuti Sauro navanakomana vake vatatu vakanga vafa, vakasiya maguta avo vakatiza. Saka vaFiristia vakauya vakagaramo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 31

Maonero 1 Samueri 31:7 akapoteredza