1 Samueri 4:10 BDMCS

10 Saka vaFiristia vakarwa, vaIsraeri vakakundwa uye munhu wose akatiza achidzokera kutende rake. Pakava nokuurayiwa kukuru; Israeri yakarasikirwa navarwi vetsoka zviuru makumi matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4

Maonero 1 Samueri 4:10 akapoteredza