1 Samueri 4:13 BDMCS

13 Paakasvikako, Eri akanga akagara pachigaro chake parutivi rwenzira, akangotarisa, nokuti mwoyo wake waityira areka yaJehovha. Murume uyu paakapinda muguta akataura zvakanga zvaitika, guta rose rakachema.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4

Maonero 1 Samueri 4:13 akapoteredza