1 Samueri 4:17 BDMCS

17 Murume akauya neshoko akapindura achiti, “Israeri yatiza vaFiristia, uye hondo yarasikirwa zvikuru. Uyewo vanakomana venyu vaviri Hofini naFinehasi vafa, uye areka yaMwari yapambwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4

Maonero 1 Samueri 4:17 akapoteredza