1 Samueri 9:13 BDMCS

13 Muchingopinda muguta muchamuwana asati aenda kunzvimbo yakakwirira kundodya. Vanhu havatangi kudya asati auya, nokuti anofanira kuropafadza chibayiro; mushure maizvozvo, avo vanenge vakakokwa vozodya. Endai iye zvino; munofanira kumuwana nguva idzo dzino.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:13 akapoteredza