1 Samueri 9:17 BDMCS

17 Samueri paakangoona Sauro, Jehovha akati kwaari, “Uyu ndiye murume wandakataura newe pamusoro pake; achatonga vanhu vangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:17 akapoteredza