9 Ipapo akatuma mukuru weboka ravarume makumi mashanu navanhu vake kuna Eria. Mukuru uyu akaenda kuna Eria akanga akagara pamusoro pechikomo, ndokuti kwaari, “Munhu waMwari, zvanzi namambo, ‘Burukai!’ ”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 1
Maonero 2 Madzimambo 1:9 akapoteredza