2 Madzimambo 10:1 BDMCS

1 Zvino muSamaria maiva navanakomana vaAhabhu makumi manomwe. Saka Jehu akanyora matsamba akatumira kuSamaria achiti: kuvabati veJezireeri, kuvakuru navachengeti vavana vaAhabhu. Akati,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:1 akapoteredza