2 Madzimambo 10:13 BDMCS

13 akasangana nehama dzaAhazia mambo weJudha akavabvunza akati, “Ndimi vanaaniko?” Ivo vakati, “Tiri hama dzaAhazia, tauya kuzokwazisa mhuri dzamambo nedzamambokadzi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:13 akapoteredza